Librería Samer Atenea
Librería Aciertas (Toledo)
Kálamo Books
Librería Perelló (Valencia)
Librería Elías (Asturias)
Donde los libros
Librería Kolima (Madrid)
Librería Proteo (Málaga)
1:1 In the beginning God created the heaven and the earth.Pakutanga Mwari wakasika denga nenyika.1:2 And the earth was without form, and void; and darkness was upon the face of the deep. And the Spirit of God moved upon the face of the waters.Zvino nyika yakanga isina kugadzirwa, isina chinhu; uye rima rakanga riri pamusoro pemvura yakadzika. Zvino Mweya waMwari waifamba pamusoro pemvura.1:3 And God said, Let there be light: and there was light.Zvino Mwari akati: Ngakuve nechiedza, chiedza ndokuvapo.1:4 And God saw the light, that it was good: and God divided the light from the darkness.Zvino Mwari wakaona chiedza kuti chakanaka; Mwari ndokuparadzanisa chiedza nerima.1:5 And God called the light Day, and the darkness he called Night. And the evening and the morning were the first day.Mwari akatumidza chiedza kuti Masikati, uye rima akaritumidza kuti Usiku. Uye madekwana akavapo, namangwanani akavapo, zuva rokutanga.