Ngatitare Nyika

Ngatitare Nyika

Sarura Kids

23,40 €
IVA incluido
Disponible
Editorial:
Blurb
Año de edición:
2025
Materia
Viajes y vacaciones
ISBN:
9798211149199
23,40 €
IVA incluido
Disponible

Selecciona una librería:

  • Librería Desdémona
  • Librería Samer Atenea
  • Librería Aciertas (Toledo)
  • Kálamo Books
  • Librería Perelló (Valencia)
  • Librería Elías (Asturias)
  • Donde los libros
  • Librería Kolima (Madrid)
  • Librería Proteo (Málaga)

Ngatidzidzirei kutara mifananidzo yenzvimbo dziri mu Canada.Bhuku iri rinotaura trivia nezvirokwazvo pamusoro penyika iyi. Munokwanisa kuwana nzvimbo nezvinhu zvakasiyana siyana zvinowanikwa mu Canada. Dzimwe dzenzvimbo dzamunokwanisa kuwana dzinoitwa idzo Amaze-ing Laughter, Famous Five Statue, Niagara Falls, Duncan Totem, nedzimwe nzvimbo. Mwana anopihwa chinhambo chekuti atare mufananidzo nenzira yaanofarira uyezve inoratidza hunyanzvi hwake nehumbesa.Bhuku rino rakagadzirwa nemunyati unotevedzera zvidzidzo zvehumbesa. Rinochengetedza nekukoshesa makuriro evana. Nokudaro rinobatsira mwana kuti adzidzire nezvenyika yedu uyezve achigadzira dzikiso dzinozomubatsira kana akazoda zvake kuita basa rehumbesa.Kana mwana achinge asvika makore mashanu kana matanhatu, anotanga kukwanisa kuona mamiriro ezvinhu zvatinoona munyika.Anenge akukwanisa kutara mifananidzo inoonekwa kuti yakagara pasi, kwete inoyangarara kana kubhururuka kana makaitarisa papeji.Chero zvake asati akukwanisa kutara mifananidzo yakagozha, anenge ane chido chekutara mifananidzo yakawanda wanda kuti arambe achidzidzira humbesa. hwake. Tinofanirwa kumusimbisa nekumukurudzira kuti arambe achitara mifananidzo yakawanda.Nenguva ino munoona mwana achitara mufananidzo ozviisawo pakati pemufananidzo iwoyo. Izvi zvinomubatsira kuti awone kuti iye akakosha mune zvaari kutara. Anofarira kutamba achinyepedzera kunge ari munzvimbo iyoyo. Sevabereki tinofanirwa kuzvikurudzira.Kana asvitsa makore mashanu kana matanhatu, mwana anenge akukwanisa kutevedzera huyerapasi. Munoona achikwanisa kuona zvinhu zvakaita sedenderedzwa, gonyatatu, gonyarura, kana sikweya. Kurudzirai mwana kuti atsvage huyerapasi mumifananidzo iri mubhuku iri. Kana muchida munokwanisa kudhirowa muumbirwo pamusoro pemifananidzo yacho.Nyika yedu yakakosha. Nyika yedu ine zvizhinji zvinoyevedza nekutidzidzisa magariro evanhu nemadzitateguru edu. Ngatikoshesei pasi pano tichibatsira vana kuti vadzidze manakiro enyika.

Artículos relacionados

  • Rain Falling on Tamarind Trees
    C. L. Hoang
    Finalist (Travel category), 2019 San Diego Book Awards Former Amazon #1 New Release in Vietnam Travel Guides 5-Star Rating from Amazon Hall-of-Fame Top Reviewer Have you ever wondered what Vietnam is like some forty years after the war has ended? Then come along with the author as he returns to visit his ancestral homeland for the first time after a decades-long absence.Retrace...
    Disponible

    13,47 €

  • GUEST BOOK (Hardback), Visitors Book, Comments Book, Guest Comments Book, House Guest Book, Party Guest Book, Vacation Home Guest Book
    Angelis Publications
    Hardback sleek matte finish cover Page size: 8.5 ...
    Disponible

    10,93 €

  • Ruins of Rome I
    Laine Cunningham
    At over 2,500 years old, Rome is more than the capital of Italy. It is the center of artistic creativity and a cultural complex that arguably outstrips any other location on earth. Ancient monuments like the Colosseum continue to capture our attention while institutions like the Vatican Museums spur intellectual interest.The heartbeat of Rome is found in every traveler’s soul. ...
    Disponible

    28,57 €

  • Other California
    Andrey Vlasov / Daria Labonina
    What is the first thing you think of when you hear the word: "California"? The answer is as plain as the day - ocean, golden sand, palm trees, wind in the hair, relaxed and smiling people. But, it's not that simple, California is not just fun by the beach. It is much more interesting than just bright leaflets made for tourists.If you want to get acquainted with "other" Cali...
    Disponible

    52,66 €

  • San Francisco
    Andrey Vlasov / Daria Labonina
    San Francisco is a city of free and relaxed spirit, contrasts and conflicts, liberal views and traditional values, unusual past and wealthy present. It will never leave you indifferent. Indeed, everyone who has ever been to this city always wants to come back.What is it, San Francisco?It’s a city of contrasts.Visiting the city for the first time you get surprised with the thick...
    Disponible

    36,72 €

  • Fortunate Isle
    Ronald Mackay
    Fortunate Isle: A  Memoir of TenerifeIn 1960, with a mere £40 in his pocket, 18-year-old Ronald Mackay hitched from Scotland to Spain then took a tramp steamer to Tenerife, thinking to voyage on to South America. Instead, he discovered the snug village of Buenavista del Norte, where he was welcomed in by the locals as 'El Extranjero'. He lived there for a year, working,...

Otros libros del autor

  • Tinofarira Kudzidza
    Sarura Kids
    Tinofarira Kudzidza!We love to learn!This is an activity book for little ones to begin to explore the world through structured activity.This is a Shona language activity book for children to develop their fine motor skills, learn how to trace, learn how to find patterns through relatable material that they see every day, all while developing their confidence for school.The book...
    Disponible

    17,38 €

  • Body Parts for Kids
    Sarura Kids
    Welcome to the book that you always knew you needed but you never knew where to find!This introductory book for toddlers contains delightful illustrations of the human body and the names of body parts and actions in Shona and English.This 36 page book contains the basics of learning about the body. It also has recognition games and activities that help with remembering what has...
    Disponible

    14,28 €

  • Ngano dza Tsuro Na Gudo (Bhuku Rekutanga) | African Folktales of Hare and Baboon (Book One)
    Sarura Kids
    This is a dual language book in both Shona and English.This dual language book will help strengthen your Shona reading skills. Each line is written in both languages to help with direct translations of the text.Ngano dza Tsuro na Gudo dzinofarirwa neruzhinji rwe Zimbabwe.A collection of five delightful tales about the sneaky Hare and the trusting and gullible Baboon.These stori...
    Disponible

    14,48 €

  • African Folktales of Hare and Baboon
    Sarura Kids
    A collection of five delightful tales about the sneaky Hare and the trusting and gullible Baboon.These stories are translated into English and offer an insight into the folktales that have been told through the generations in Zimbabwe.With charming illustrations by Sarura Kids, these stories are a delight as well as being tales that teach and advise. ...
    Disponible

    9,80 €

  • Fun with Dinosaurs
    Sarura Kids
    Let’s have fun learning about dinosaurs with Sarura Kids!Kids can learn and colour in dinosaurs as they discover 29 dinosaurs. Discover dinosaurs such as the lufengosaurus, rajasaurus, fukuiraptor, and more!This book also contains a wordsearch with simple dinosaur related words for kids.Why not try your hand at the maze, where you can improve your fine motor skills while also h...
    Disponible

    12,88 €

  • Ngatitare Nyika
    Sarura Kids
    Ngatidzidzirei kutara mifananidzo yenzvimbo dziri mu Australia.Bhuku iri rinotaura trivia nezvirokwazvo pamusoro penyika iyi. Munokwanisa kuwana nzvimbo nezvinhu zvakasiyana siyana zvinowanikwa mu Australia. Dzimwe dzenzvimbo dzamunokwanisa kuwana dzinoitwa idzo Uluru, Sydney Opera House, Ballarat, Esperance Stonehenge, Three sisters, Great Barrier Reef, nedzimwe nzvimbo. Mwana...
    Disponible

    23,95 €