Librería Samer Atenea
Kálamo Books
Librería Elías (Asturias)
Librería Kolima (Madrid)
Librería Proteo (Málaga)
The king of a rich and peaceful town comes up with a plan that he believes will make him even richer. When things do not go the way he expects, he does not solve the problem. Instead, he lets his anger lead him to make an even worse decision. Will the king learn that greed can cost more than it gains? Mambo wevemuguta rainge rakapfuma rine runyararo anofunga zano raanotenda kuti richaita kuti awane pfuma yakawanda zvikuru. Zvinhu pazvinoramba kufamba nenzira yaakaronga, anotadza kugadzirisa dambudziko racho. Pane kudaro, anotendera kutsamwa kwake kuti kumutungamirire kuita sarudzo yakanyanya kuipa kupfuura chekutanga. Ko mambo uyu achadzidza here kuti makaro anogona kurasisa zvakawanda kupfuura zvaunowana?'