Mafuta Enguruve

Mafuta Enguruve

Trust Mutekwa

17,79 €
IVA incluido
Disponible
Editorial:
Carnelian Heart Publishing Ltd
Año de edición:
2024
ISBN:
9781914287572
17,79 €
IVA incluido
Disponible

Selecciona una librería:

  • Librería Samer Atenea
  • Librería Aciertas (Toledo)
  • Kálamo Books
  • Librería Perelló (Valencia)
  • Librería Elías (Asturias)
  • Donde los libros
  • Librería Kolima (Madrid)
  • Librería Proteo (Málaga)

MAFUTA ENGURUVENdiani chaizvo anourauya Maisva? Ko sei mhondi ichisiya mari yaMaisva yakadaro iyo yakawanda kudaro iyo mhondi isina kana mari? Chiiko chiri kumboitika? Zviri pachena kuti Mafuta Enguruve inyaya yeutikitivha isina matikitivha pose pose. Inenge inozvitikitivha yega kubva pakutanga kusvika mapurisa vazopinda. Mhondi yacho haisi mhondi chaiyo chaiyo... nokuti inotove nebanga rainoshandisa kuveza migoti yakaisvonaka zvokuti vamwe vana amai vanoichemera kunge siwiti. Banga iroro rine mhere. Hakuna asingarirumbidze. Manyorero aTrust Mutekwa ari pano akafanana nekudhirowa. Nyaya haimhanye sebhiza nokuti Mutekwa anenge achidhirowa vanhu nenyika zvakadzika dzika zvamusati mamboona munovhero reShona. Unonzwa zvonzi: 'Masamba akaradzika meso ake mumugwagwa waibva pazvitoro wakananga kumavirira. Akaurega wopota neseri kweziware uchinonyura mudondo reDzimidza. Akabva ayeva riya ziware rekuviga mugwagwa. Pamusoro paro paiva nemiti isina kunyanya kuwanda. Paivawo nemafuri nematombo machena nematsvuku ekuti kana uri chinhambwe, zvairatidzika semakwai akazorora zvawo nembudzi... Masamba akaita dzimwe nhanho shoma ndokumbomira zvekare achiteerera mushana seshato pakati pegura. Chaingofamba ndiwo meso aiva zvino adzoswa kusvika ave padundundu pake. Marara emugoti waaiveza akanga asiti nyirinyiti kubva padundundu achidzika nedumbu. Akaumba pfuko nematama ndokubva avhutira Nyamavhuvhu. Marara akabva ati dzvamu...Memory Chirere, University of Zimbabwe Mafuta Enguruve, handiti ndiwo anokanga nyama kusvika yatsvukirira! Nekuku achinzi anokanga iyo nguruve yacho mbune! Paucharava nyayanyorwa yaTrust Mutekwa uchatekwaira uchitsvaka panopisa pemafuta enguruve nepachapisa mafuta enguruve. Nekuno uchitsvakazve pachakangwa nyama nemafuta enguruve ichitsvukirira zvekurwerwesa rute nepachakangwa iyo nguruve mbune nemafuta ayo. Munganonyorwa yaTrust Mutekwa yokutanga ino anosiira zvake kuti muravi aite kafiramberi. Ndiyaniwo zvake angachenese Dyiwa pazororo raMaisva ivo vaive katsi nagonzo pakugarisana kwavo? Kanapo angafungire kuti Masamba ainge asiyana musango reDzimidza! Nyorwa yakarukwa zvokuti muravi anoona mipikicha yakaurungudwa namazwi ichiyanika firimu mupfungwa nemuhana. Zvinongosara zvoti dai wangochivhurawo mapeji enyorwa ino wazvionera panopisa nepanopiswa nemafuta enguruve ichizvikanga kana kukanga nyama.Tinashe Muchuri, munyori nemuturikiriApa pakashandwa. Ndanga ndave nenguva refu ndisati ndasangana nenovhero reShona rinondigarisa pasi seizvi.Ignatius T Mabasa, munyori, sarungano nemuturikiri

Artículos relacionados

  • Poetry Is Our Ministry to Touch the Heart
    Anelda Lukesia Ballard / Jean Anelda Scott
    Poetry is Our Ministry to Touch the Heart, was birthed when Anelda L. Ballard became ill. God spoke to her in a dream and said 'pick up a pen and write' by being obedient this book was written through the Holy Spirit. Anelda and her mother Jean A. Scott believes that God’s wants to heal a hurting heart. This book will inspire you and encourage you to never give up hope. Jesu...
    Disponible

    11,12 €

  • I soldati lunghi
    Pierluigi Romeo di Colloredo Mels
    Il 24 maggio 1915 il Regno d’Italia entrò nella Grande Guerra, che si sarebbe dimostrata il momento più alto e tragico della sua storia, a poco più di cinquant’anni dalla sua unificazione.In quella lotta tremenda durata quattro anni, la Brigata Granatieri di Sardegna , con i suoi due valorosi Reggimenti, i più antichi del Regio Esercito scrisse, nel grande quadro della guerra d...
    Disponible

    32,59 €

  • Five Beneath Philly
    Susan Bandy / Tom Richmond
    Allen Williams plans to make something of his life and escape South Philly and the work at Cross Brothers’ Meat Packing Plant. He prepares himself with excellent grades and an upcoming full-ride scholarship to climb out of South Philly forever. Then fate changes his whole world. An only son in a family of six, Allen suddenly finds himself responsible for his mother, grandmother...
    Disponible

    18,28 €

  • Forms
    Sharon Welch
    I am an award-winning artist and my works hang in private residences, community hospitals, businesses, and restaurants across the US and also abroad.  I live in Pierre, South Dakota. Since 2008 I have owned Sharon Welch Gallery and Studio where I paint and teach classes.  My theory is have fun, remove the fear of failure, experiment and let the child inside of you play.Very oft...
  • Ricordi di una ausiliaria
    Andrea Lombardi / Raffaella Duelli
    Le memorie di Raffaella Duelli, Volontaria nel Battaglione Barbarigo della Decima Flottiglia Mas iniziano con la partenza del Barbarigo da Roma, narrando la lunga marcia del reparto verso il nord, sotto il mitragliamento degli aerei Alleati. Quindi, è descritta vividamente l'ultima battaglia del Barbarigo sul Fronte Sud, dal Senio a Comacchio: gli appunti di Raffaella, giov...
    Disponible

    28,08 €

  • Why Didn’t You Ask?
    Panya Dixon
    From an early occurrence in her childhood to a perilous thirteen-year relationship, Panya Dixon too often suffered from various forms of physical, emotional, and sexual abuse. Conflicted between love and the pain her loved ones brought on her, she consistently had to fight for her life and her will to move on. Why Didn’t You Ask? is an expression of Panya’s truth—her trials, pa...
    Disponible

    20,35 €