Mohammed Umar / Reuben Makwinja
Librería Samer Atenea
Kálamo Books
Librería Elías (Asturias)
Librería Kolima (Madrid)
Librería Proteo (Málaga)
Fajar lives in the city and her dream is to visit her grandparents who live in the village for sometime. Fajar loves her grandparents and they love her too. To make her dream come true, her parents take Fajar and her sibling to see their grandparents. Let us follow Fajar and see why she enjoys visiting her grandparents. Fajar anogara mudhorobha, uye chiroto chake ndechekushanyira ambuya nasekuru vake vanogara kumusha, achimbogara navo. Fajar anoda ambuya nasekuru vake, uye naivowo vanomuda. Anofarira kuvabatsira pamabasa avo ezuva nezuva uye kuteerera nyaya dzavo. Kuti chiroto chake chizadziswe, vabereki vake vanoenda naFajar nemumwe mwana wavo kunoshanyira ambuya nasekuru vevana. Handei naFajar tione kuti sei achinakidzwa nekushanyira ambuya nasekuru vake.